Загрузка страницы

Majjesty x Qounfuzed - Nzvimbo Yako (Official Audio)

Nzvimbo Yako performed by Majesty and Qounfuzed taken off the forthcoming Extended Play (Nyaya Yacho Yakaoma).
Lyrics

Ehkaa,(Tambaoga haana pressure)
Ngoma yerudo (Ngoma yerudo)
Iwee
Ehe ka nhai,
(Sta)
Nyaya yacho yakaoma

Bata hana yangu ugoziva mukati imomo mune nzvimbo yako
(Mune nzvimbo yako)

Usanyepegwe nevanhu vemakuhwa kuti hatifitani, ndini munhu wako (Ndini munhu wako)

Aiwa handidi newe, uri wangu kaiwe,
Chengeta rudo rwedu rusabiwe, ndingabaikana
Ndibatisise usasiye, tigochembedzana,
Huya pedyo neni
Timboyemedzana

Bata hana yangu ugoziva mukati imomo mune nzvimbo yako
(Mune nzvimbo yako)
Usanyepegwe nevanhu vemakuhwa kuti hatifitani, ndini munhu wako
(Ndini munhu wako)

Ndizvo kaa iwe iwe, zvatakawirirana
Ndizvo kaa, zvatakatenderana
Ndoda kukupakira mashoko erudo munzeve,
Achinatsotapira kusvikira wava nechiveve,

Kana usipo ndosuwa hwema hweganda rako,
Veduwee zveshuwa, Ngiya kuthanda hako-o

Ramba uchindipuruzira
Kuromensana ndo kwandinokurudzira

(Nyaya yacho yakaoma)

Haa ndizvo kaiwe
Kana wava wangu ini handizodawo, kukuona une vamwe vanhu
Saka,

Bata hana yangu ugoziva mukati imomo mune nzvimbo yako
(Mune nzvimbo yako)
Usanyeperwe nevanhu vemakuhwa kuti hatifitani, ndini munhu wako
(Ndini munhu wako)

Ndizvo kaa iwe iwe, zvatakawirirana
Ndizvo kaa, zvatakatenderana

Ngatitungidze rudo se mooto,
Hupenyu idamba kamwe, tikafa hatidi kuzorambana ndongoda iwe

Hatingatambe rudo selotto,
Chero tikafa todanana chete tomuka zvipoko
Ukaisa nzeve yako pahana yangu uchanzwa ngoma yerudo
(Ngoma yerudo)

Ukaisa nzeve yako pahana yangu uchanzwa ngoma yerudo
(Ngoma yerudo)

(Forever)
(Forever)
(Forever)
You and me forever
You and me forever

(Forever)
(Forever)
(Forever)
You and me forever
You and me forever

Видео Majjesty x Qounfuzed - Nzvimbo Yako (Official Audio) канала QOUNFUZED OFFICIAL
Показать
Комментарии отсутствуют
Введите заголовок:

Введите адрес ссылки:

Введите адрес видео с YouTube:

Зарегистрируйтесь или войдите с
Информация о видео
26 июля 2023 г. 12:00:11
00:03:49
Яндекс.Метрика